Joshua 6:20 BDMCS

20 Hwamanda padzakarira, vanhu vakadanidzira, uye pakurira kwehwamanda, vanhu pavakadanidzira zvikuru, rusvingo rwakakoromoka; naizvozvo murume mumwe nomumwe akamhanya achipinda napakanga pakanangana naye, vachibva vatora guta.

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 6

Maonero Joshua 6:20 akapoteredza