Joshua 6:5 BDMCS

5 Kana mukazovanzwa varidza hwamanda kwenguva refu, vanhu vose vanofanira kudanidzira zvikuru; ipapo rusvingo rweguta ruchakoromoka, vanhu vagopinda, mumwe nomumwe pakanangana naye.”

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 6

Maonero Joshua 6:5 akapoteredza