Joshua 7:21 BDMCS

21 Pandakaona pakati pezvakapambwa nguo yakanaka yokuBhabhironi, mashekeri mazana maviria esirivha negoridhe rairema mashekeri makumi mashanub, ndakazvichiva ndikazvitora. Zvakavigwa pasi mutende, sirivha iri pasi pazvo.”

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 7

Maonero Joshua 7:21 akapoteredza