22 Naizvozvo Joshua akatuma nhume, vakamhanyira kutende, vakanowana zviriko, zvakavigwa mutende rake, sirivha iri pasi.
Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 7
Maonero Joshua 7:22 akapoteredza