Kuungudza Kwajeremia 4:10 BDMCS

10 Namaoko avo vakadzi vaiva nomwoyo munyoro vakabika vana vavo, vakava zvokudya zvavo, pakaparadzwa vanhu vangu.

Verenga chitsauko zvakakwana Kuungudza Kwajeremia 4

Maonero Kuungudza Kwajeremia 4:10 akapoteredza