Kuungudza Kwajeremia 4:9 BDMCS

9 Avo vakaurayiwa nomunondo vari nani pane avo vanourayiwa nenzara; vabayiwa nenzara, vaonda kwazvo nokuda kwokushayiwa zvokudya zvinobva muminda.

Verenga chitsauko zvakakwana Kuungudza Kwajeremia 4

Maonero Kuungudza Kwajeremia 4:9 akapoteredza