Kuungudza Kwajeremia 4:18 BDMCS

18 Vanhu vakatitevera kwose kwatakaenda, zvokuti takatadza kufamba munzira dzedu chaidzo. Magumo edu akanga ava pedyo, mazuva edu apera, nokuti magumo akanga asvika.

Verenga chitsauko zvakakwana Kuungudza Kwajeremia 4

Maonero Kuungudza Kwajeremia 4:18 akapoteredza