Kuungudza Kwajeremia 4:19 BDMCS

19 Vaitidzinganisa vaimhanya kupfuura makondo okudenga; vakatidzinganisa napamusoro pamakomo uye vakatigaririra murenje.

Verenga chitsauko zvakakwana Kuungudza Kwajeremia 4

Maonero Kuungudza Kwajeremia 4:19 akapoteredza