Maraki 3:2 BDMCS

2 Asi ndiani angatsunga pazuva rokuuya kwake? Ndiani angamira paanoonekwa? Nokuti achava somoto womunatsi kana sipo yomusuki.

Verenga chitsauko zvakakwana Maraki 3

Maonero Maraki 3:2 akapoteredza