3 Iye achagara somunatsi nomuchenesi wesirivha; achachenesa vaRevhi uye achavanatsa segoridhe nesirivha. Ipapo Jehovha achava navanhu vachamuvigira zvipiriso mukururama,
Verenga chitsauko zvakakwana Maraki 3
Maonero Maraki 3:3 akapoteredza