Muparidzi 12:4 BDMCS

4 kana mikova yokunzira ichinge yapfigwa uye maungira okukuya oderera; kana vanhu vomutswa nokuimba kweshiri asi nziyo dzavo dzose dzisisanzwiki zvakanaka;

Verenga chitsauko zvakakwana Muparidzi 12

Maonero Muparidzi 12:4 akapoteredza