Muparidzi 12:5 BDMCS

5 kana vanhu votya nzvimbo dzakakwirira nenjodzi mumigwagwa; kana muamanda wotumbuka nemhashu yozvikwekweredza uye kuda kwose kwapera. Ipapo munhu anoenda kumusha wake usingaperi, uye vanochema vachafamba-famba munzira.

Verenga chitsauko zvakakwana Muparidzi 12

Maonero Muparidzi 12:5 akapoteredza