10 Handina kuzvirambidza zvinhu zvaidiwa nameso angu, handina kurambidza mwoyo wangu mufaro. Mwoyo wangu wakafadzwa nebasa rangu rose, uye uyu ndiwo wakava mubayiro wokushanda kwangu kwose.
Verenga chitsauko zvakakwana Muparidzi 2
Maonero Muparidzi 2:10 akapoteredza