11 Asi pandakaongorora mabasa ose akanga aitwa namaoko angu uye zvandakatambudzikira kuti ndiwane, zvose zvakanga zvisina maturo, kwaingova kudzingana nemhepo; hapana chaibatsira pasi pezuva.
Verenga chitsauko zvakakwana Muparidzi 2
Maonero Muparidzi 2:11 akapoteredza