Muparidzi 7:15 BDMCS

15 Muupenyu hwangu husina maturo ndakaona zvose izvi:akarurama achiparara mukururama kwake, nowakaipa achirarama nguva refu mukuipa kwake.

Verenga chitsauko zvakakwana Muparidzi 7

Maonero Muparidzi 7:15 akapoteredza