Muparidzi 9:2 BDMCS

2 Vose vane mugumo wakafanana, akarurama neakaipa, akanaka nomutadzi, akachena neakasviba, avo vanobayira zvibayiro neavo vasingabayiri. Sezvazvakaita nomunhu akanaka, ndizvozvowo nomutadzi; sezvazvakaita neavo vanoita mhiko, ndizvozvowo neavo vanotya kuita mhiko.

Verenga chitsauko zvakakwana Muparidzi 9

Maonero Muparidzi 9:2 akapoteredza