Nahumi 3:17 BDMCS

17 Varindi venyu vakaita sehwiza, machinda enyu segundamusaira rehwiza dzinomhara pamadziro musi wakunotonhora, asi kana zuva rabuda dzinobhururuka dzichienda, uye hapana anoziva kuti kupi.

Verenga chitsauko zvakakwana Nahumi 3

Maonero Nahumi 3:17 akapoteredza