Nahumi 3:18 BDMCS

18 Iwe mambo weAsiria, vafudzi vako vanotsumwaira; machinda ako anorara pasi kuti azorore. Vanhu vako vakapararira pamusoro pamakomo pasina angavaunganidza.

Verenga chitsauko zvakakwana Nahumi 3

Maonero Nahumi 3:18 akapoteredza