Nehemia 12:35 BDMCS

35 pamwe chete navamwe vaprista vaiva nehwamanda, uyewo naZekaria mwanakomana waJonatani, mwanakomana waShemaya, mwanakomana waMatania, mwanakomana waMikaya, mwanakomana waZakuri, mwanakomana waAsafi,

Verenga chitsauko zvakakwana Nehemia 12

Maonero Nehemia 12:35 akapoteredza