36 nehama dzake vanaShemaya, Azareri, Mirarai, Girarai, Maai, naNataneri, Judha naHanani nemidziyo yokuimbisa yakarayirwa naDhavhidhi munhu waMwari. Ezira munyori akavatungamirira ari pamberi.
Verenga chitsauko zvakakwana Nehemia 12
Maonero Nehemia 12:36 akapoteredza