Nehemia 13:10 BDMCS

10 Ndakaonawo kuti vaRevhi vakanga vasina kupiwa migove yavo, uye kuti vaRevhi vose navaimbi vaiva nebasa rokushumira vakanga vadzokera kuminda yavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Nehemia 13

Maonero Nehemia 13:10 akapoteredza