Nehemia 13:9 BDMCS

9 Ndakarayira kuti makamuri acheneswe, ndokubva ndadzorera imomo midziyo yose yeimba yaMwari, pamwe chete nezvipiriso zvezviyo nezvinonhuwira.

Verenga chitsauko zvakakwana Nehemia 13

Maonero Nehemia 13:9 akapoteredza