Nehemia 2:18 BDMCS

18 Ndakavaudza pamusoro poruoko rwenyasha rwaMwari wangu rwaiva pamusoro pangu uye zvakanga zvataurwa namambo kwandiri. Ivo vakati, “Ngatitangei kuvaka.” Saka vakatanga basa rakanaka iri.

Verenga chitsauko zvakakwana Nehemia 2

Maonero Nehemia 2:18 akapoteredza