Nehemia 2:19 BDMCS

19 Asi Sanibharati muHoroni, naTobhia muranda wavaAmoni naGeshemu muArabhia vakati vazvinzwa, vakatiseka uye vakatizvidza. Vakatibvunza vachiti, “Chiiko ichi chamuri kuita? Muri kumukira mambo kanhi?”

Verenga chitsauko zvakakwana Nehemia 2

Maonero Nehemia 2:19 akapoteredza