Nehemia 2:5 BDMCS

5 ndikapindura mambo ndichiti, “Kana zvichifadza mambo uye kana muranda wenyu awana nyasha pamberi pake, mambo ngaanditumire kuguta riri kuJudha kwakavigwa madzibaba angu kuitira kuti ndinorivakazve.”

Verenga chitsauko zvakakwana Nehemia 2

Maonero Nehemia 2:5 akapoteredza