Nehemia 2:6 BDMCS

6 Ipapo mambo, navahosi vakagara parutivi rwake, akandibvunza akati, “Rwendo rwako runotora mazuva mangani, uye uchadzoka rinhi?” Naizvozvo zvakafadza mambo kuti anditume; saka ndakatara nguva.

Verenga chitsauko zvakakwana Nehemia 2

Maonero Nehemia 2:6 akapoteredza