Nehemia 3:18 BDMCS

18 Vaimutevera pakugadzira, vanhu venyika yavo vaiva pasi paBhinui mwanakomana waHenadhadhi, mutongi weimwe hafu yeKeira.

Verenga chitsauko zvakakwana Nehemia 3

Maonero Nehemia 3:18 akapoteredza