Nehemia 3:19 BDMCS

19 Aimutevera ndiEzeri mwanakomana waJeshua, mutongi weMizipa, akagadzira chimwe chikamu kubva pamukwidza wakatarisana neimba yezvombo zvehondo kusvikira pakona.

Verenga chitsauko zvakakwana Nehemia 3

Maonero Nehemia 3:19 akapoteredza