Nehemia 7:63 BDMCS

63 Uye vaibva pakati pavaprista: zvizvarwa zvaHobhoa, Hakozi naBharizirai (murume akanga awana mwanasikana waBharizirai muGireadhi uye aidaidzwa nezita iroro).

Verenga chitsauko zvakakwana Nehemia 7

Maonero Nehemia 7:63 akapoteredza