Nehemia 7:64 BDMCS

64 Ava vakatsvaka zvinyorwa zvemhuri dzavo, asi vakazvishaya nokudaro vakabviswa kubva kuvaprista, savasina kuchena.

Verenga chitsauko zvakakwana Nehemia 7

Maonero Nehemia 7:64 akapoteredza