Nehemia 8:12 BDMCS

12 Ipapo vanhu vose vakabva vaenda kundodya nokunwa, nokutumira migove yezvokudya vachipembera nomufaro mukuru, nokuti vakanga vanzwisisa zvino mashoko avakanga vaudzwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Nehemia 8

Maonero Nehemia 8:12 akapoteredza