Obhadhia 1:13 BDMCS

13 Hamufaniri kufamba napamasuo avanhu vangu, pazuva renjodzi yavo, kana kuvatarisira pasi vava munjodzi, pazuva renjodzi yavo, kana kuvatorera pfuma yavo pazuva renhamo yavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Obhadhia 1

Maonero Obhadhia 1:13 akapoteredza