Obhadhia 1:14 BDMCS

14 Hamufaniri kumira pamharadzano dzenzira, kuti muuraye vanotiza vavo, kana kuisa vakasara vavo kuvavengi vavo, pazuva rokutambudzika kwavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Obhadhia 1

Maonero Obhadhia 1:14 akapoteredza