Revhitiko 11:10 BDMCS

10 Asi zvipuka zvose zvomugungwa kana munzizi zvisina zvimbi namakwati, kunyange pakati pezvinouya samatutu kana pakati pezvose zvisikwa zvinorarama mumvura, zvinonyangadza kwamuri.

Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 11

Maonero Revhitiko 11:10 akapoteredza