Revhitiko 11:9 BDMCS

9 “ ‘Pazvisikwa zvose zvinogara mumvura yamakungwa nenzizi, munogona kudya dzose dzine zvimbi namakwati.

Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 11

Maonero Revhitiko 11:9 akapoteredza