Revhitiko 12:6 BDMCS

6 “ ‘Kana mazuva okucheneswa nokuda kwomwanakomana kana mwanasikana apera, anofanira kuuya kumuprista pamusuo weTende Rokusangana, negwayana rine gore rimwe chete sechipiriso chinopiswa nehangaiwa diki kana njiva yechipiriso chechivi.

Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 12

Maonero Revhitiko 12:6 akapoteredza