Revhitiko 12:7 BDMCS

7 Achazvibayira pamberi paJehovha kuti agomuyananisira, achava akacheneswa kubva pakubuda ropa kwake. Iyi ndiyo mirayiro yomukadzi anobatsirwa nomwanakomana kana mwanasikana.

Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 12

Maonero Revhitiko 12:7 akapoteredza