15 Munofanira kutenga kubva kuvagari venyika yenyu zvichienderana nouwandu hwamakore kubva pagore reJubhiri. Uye iye anofanira kutengesa zvichienderana nouwandu hwamakore asara okukohwa zvirimwa.
Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 25
Maonero Revhitiko 25:15 akapoteredza