Revhitiko 25:16 BDMCS

16 Kana makore awanda, munofanira kuwedzera mutengo, uye kana makore ari mashoma, munofanira kudzikisa mutengo, nokuti zvaari kukutengeserai ndizvo chaizvoizvo uwandu hwezvirimwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 25

Maonero Revhitiko 25:16 akapoteredza