Revhitiko 26:43 BDMCS

43 Nokuti nyika yavachasiya icharamba ichifarira masabata ayo kunyange yaparadzwa saizvozvo vasimo. Vacharipira zvivi zvavo nokuti vakaramba mirayiro yangu vakasema mitemo yangu.

Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 26

Maonero Revhitiko 26:43 akapoteredza