Revhitiko 26:44 BDMCS

44 Asi kunyange zvakadaro, kana vari munyika yavavengi vavo, handizovarambi kana kuvasema kuti ndivaparadze zvachose, ndichiputsa sungano yangu navo. Ndini Jehovha Mwari wavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 26

Maonero Revhitiko 26:44 akapoteredza