Revhitiko 27:15 BDMCS

15 Kana murume anokumikidza imba yake akaidzikinura, anofanira kupamhidzira chikamu chimwe chete muzvishanu zvomutengo wayo. Uye imba ichava yake zvakare.

Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 27

Maonero Revhitiko 27:15 akapoteredza