Revhitiko 27:16 BDMCS

16 “ ‘Kana munhu akakumikidza kuna Jehovha chikamu chomunda wemhuri yake, mutengo wawo unofanira kutarwa zvichienderana nouwandu hwezviyo zvinodiwa ipapo, mashekeri makumi mashanu esirivha pahomerii yezviyo yebhari.

Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 27

Maonero Revhitiko 27:16 akapoteredza