Revhitiko 9:23 BDMCS

23 Mozisi naAroni vakapinda muTende Rokusangana. Pavakabuda vakaropafadza vanhu, uye kubwinya kwaJehovha kukaonekwa navanhu vose.

Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 9

Maonero Revhitiko 9:23 akapoteredza