24 Moto wakabuda kubva pamberi paJehovha ukapisa chipiriso chinopiswa namafuta paaritari. Vanhu vose pavakazviona vakadanidzira nomufaro uye vakawira pasi nezviso zvavo.
Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 9
Maonero Revhitiko 9:24 akapoteredza