Rute 2:8 BDMCS

8 Saka Bhoazi akati kuna Rute, “Chinzwa, mwanasikana wangu. Usaenda kunonongera uri kuno mumwe munda uye usaenda kure uchibva pano. Gara pano navashandi vangu vechisikana ava.

Verenga chitsauko zvakakwana Rute 2

Maonero Rute 2:8 akapoteredza