Rute 2:9 BDMCS

9 Utarire munda uyo waunoona varume vachicheka, ugotevera mushure mavasikana. Ndarayira majaya kuti arege kukubata. Uye paunonzwira nyota, uende kunonwa mvura mumidziyo iyo yazadzwa namajaya.”

Verenga chitsauko zvakakwana Rute 2

Maonero Rute 2:9 akapoteredza