7 Ndiudze, iwe mudiwa wangu, kwaunofudzira makwai ako nokwaunozorodzera makwai ako masikati. Ko, ndichaitirei somukadzi akafukidza chiso chake pedyo namakwai eshamwari dzako?
Verenga chitsauko zvakakwana Rwiyo Rukuru Rwasoromoni 1
Maonero Rwiyo Rukuru Rwasoromoni 1:7 akapoteredza