12 Ipapo Jefuta akatuma nhume kuna mambo wavaAmoni nomubvunzo wokuti, “Mhosva yamunayo nesu ndeyeiko zvamunorwisa nyika yedu?”
Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 11
Maonero Vatongi 11:12 akapoteredza