Vatongi 11:13 BDMCS

13 Mambo wavaAmoni akapindura nhume dzaJefuta achiti, “VaIsraeri pavakabuda muIjipiti, vakatora nyika yangu kubva kuArinoni kusvikira kuJabhoki, kwose nokuJorodhani. Zvino idzosei norugare.”

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 11

Maonero Vatongi 11:13 akapoteredza